Chirungu

From Wikipedia
(Redirected from English)
Jump to: navigation, search
EN (ISO 639-1)
Anglospeak(800px).png

Chirungu (English) mutauro unotaurwa serurimi rwamai kunyika yeBritain. Mutauro uyu wakapararira Pasirose kuburikidza nokutapwa kwakaitwa matunhu mazhinji nevanhu vakabva kuBritain vachienda kuCanada, United States of America, Australia, New Zealand, South Africa nedzimwewo nyika.

Mutauro weChirungu uchiri ndiwo mutauro unoshandiswa kuita zvemabhizinisi, kudzidza, kunyora mutemo kunyika dzakanga dzakatapwa. Nyika zhinji dzemuAfrica hadzisati dzasvika pakuita zvinyorwa zvemitemo, bhizinisi nemitauro yavanhu vatema venyika dzemuAfrica.