Svetuka kuchirochemo

Mitauro ye Chibantu

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChiBantu)

Mitauro ye Chibantu kana mitauro ye Chivantu imhuri huru ye mitauro inotaurwa neVabantu veVupakati, Chamhembe, Mabvazuva uye Chamembemabvazuva eAfurika. Vanosika bazu rihuru reMitauro yeUbantu yekuChamhembe.

Huwandu hwe mitauro ye Chibantu inogona kusvika kumazana, zvihienderana nechirevo chemutauro n emutauronyina, uye unohestimetswa kuva pakati pe 440 kana kuva 680 ye mitauro yakazvimirira.[1]

Izwi rokuti Bantu rinoshandiswa kutsanagudza mitauro inotaurwa navatema vari kuChamhembe kweAfrica inoda kunotodzana pamazwi anotaurwa. Izwi iri rinotodza pakuti vanhu vari kuChemhembe kweAfrica vane mitauro yakafana uye vose pavanotaura shoko rokuti munhu vanosahndisa shoko rakada kufanana.

Sokuti:

Hupango hwe Computational phylogenetic

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Simplified phylogeny of northwestern branches of Bantu by Grollemund (2012):

Bantu
Maodzanyemba-emadokero
Maodzanyemba-emadokero echi-1
Maodzanyemba-emadokero echi-1a
A40-50-60-70: Mitauro ye Chibasaa, Mitauro ye Chibafia, Mitauro ye Chimbam, Mitauro ye Chibeti
A10-20-30: Mitauro ye Chisawabantu, Mitauro ye Chimanenguba
Maodzanyemba-emadokero echi-1b
A80-90: Mitauro ye Chimakaa–Njem
B20: Mitauro ye Chikele
Maodzanyemba-emadokeri echi-2
B10: Mutauro we Chimyene
B30: Mitauro ye Chitsogo
Chipakati
Chipakati chi-1
Chipakati chechi-1a
C10-20-30: Mitauro ye Chingondi–Ngiri, Mitauro ye Chimboshi, Mitauro ye Chibangi–Ntomba
C40-D20-D32: Mitauro ye Chibati–Angba, Mitauro ye Chilega–Binja, Mitauro ye Chibira
Chipakati chechi-1b
B80-C60-70-80: Mitauro ye Chiboma–Dzing, Mitauro ye Chisoko, Mitauro ye Chitetela, Mitauro ye Chibushoong
B40-H10-30-B50-60-70: Mitauro ye Chisira, Mitauro ye Chikongo, Mitauro ye Chiyaka, Mitauro ye Chinzebi, Mitauro ye Chimbete, Mitauro ye Chiteke
L10-H40: Mitauro ye Chipende, Mitauro ye Chihungana
Chipakati chi-2
C50-D10: Mitauro ye Chisoko, Mitauro ye Chilengola
D10-20-30-40-JD50: Mitauro ye Chimbole–Enya, Mitauro ye Chhikomo–Bira, Mitauro ye Chishi–Havu

Sekubva pa- enwiki.

Rurimi Runjee (kana Mutauro Unjee)
  • Chiswahiri (350,000; mamiriyoni magumi se mutauro wechiiri)

Afurika Chamhembe

Zvichienderana ne Sensasi ye Dhidhizha reAfurika Chamhembe re 2011

Hwerengo ye Vanguni: 22,406,O49 (61.98%) Hwerengo ye Vasutu-Tswana: 13,744,775 (38.02%) HWERENGO YEVATAURI YEMITAURO YECHIGU YECHIHOFISI: 36,150,824 (69.83%)

Angola

Eswatini (yainzi Swazilendi)

Gabhoni

Ghini Yomutsazanisi

Kameruni

Kenya

Madhagaska

Mayote

Malawi

Mozambiki

Namibhiya

Naijeriya

Rudhende rwe Vukongo (Kongo-Bhurazivhiri)

Rudhende rwe Afurika Yepakati

Rwanda

Somariya

Tanzania

Utemabanze weRudhende rweVukongo

Vuganda

Vurundi

  • Chiswahiri
  • Chirundi (8.5 - 10.5 million)

Vusutu

Vutswana

Zambia

Zimbabwe

Zimbabwe ine mitauro 16 ye udhidhizha


Mashoko e Chibantu akaita mbiri nekuda kwe tsika dzekumadokero

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Boma
  • Bomba
  • Bongos
  • Bwana
  • Candombe
  • Chimpanzee
  • Gumbo
  • Hakuna matata
  • Impala
  • Indaba
  • Jenga

Mabviro eruzivo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  1. "Guthrie (1967-71) names some 440 Bantu 'varieties', Grimes (2000) has 501 (minus a few 'extinct' or 'almost extinct'), Bastin et al. (1999) have 542, Maho (this volume) has some 660, and Mann et al. (1987) have c. 680." Derek Nurse, 2006, "Bantu Languages", in the Encyclopedia of Language and Linguistics, p. 2. :Ethnologue report for Southern Bantoid" Archived 2012-10-16 at the Wayback Machine lists a total of 535 languages. The count includes 13 Mbam languages, which are not always included under "Narrow Bantu".