Svetuka kuchirochemo

Chibenga

Kubva Wikipedia
Chibenga
bɛŋga
Ichizvarwa che: Gini yepaIkweta, Gabhoni
Ethnicity Vabenga
Vatauri vechizvarwa: 5,400 (20042011)
Mhuri ye mutauro: Chinaija-Kongo
Makhodhi eMitauro
ISO 639-3 bng
Glottolog beng1282
Khodhi ye Guthrie A.34
ELP Benga

Chibenga mutauro we Chibantu unotaurwa ne Vabenga vekuGini yepaIkweta uye Gabhoni. Ine mitauronyina zhinji inonzi Bapuku. Vatauri veChibenga vanogara muchikamu cheruhombekombe rwe Rwizi Muni, Kepi ye San Juan (sho. Sani Hwani), maenclaves e sabhabha re Rwizi Bhenito ne Bhata, zvitsuwa zve Korisko (Corisco), Small Elobey ne Great Elobey.

Mamwe mapeji ekutarisa:

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]