Afurika ye Chamhembe

From Wikipedia
(Redirected from Chamhembe che Afurika)
Jump to navigation Jump to search
Afurika ye Chamhembe
Chamhembe che Afurika se zvakaskimwa ne UN
Nyika Masovhereni stetsi (5)
Zoni dzenguva UTC+02:00
LocationSouthernAfrica.png

Afurika ye Chamhembe kana Chamhembe che Afurika ichisi (kana rhijoni) yakagadzikwa kuchamhembe cheziwumbe re Afurika, inotsanangurwa zvakasiyana zvichienderana ne tarachisi kana tongachisi (geopolitics), uye inosanganisira pakati nyika shanu (nhika) kusvika makumimaviri (nhukira). Masteti mashanu eMubatananidzwa weTsika dzeChamhembe cheAfurika (MTCA; muChingezi: SACU) dzagara dzichisanganiswa muChamhembe cheAfurika.

Chirevo ne mashandisirwo[chinja | edit source]

Skimu yeMM ye marijoni etaranyika ne MTCA[chinja | edit source]

Muchirongwa cheMubatanidzwa weMadhidhiza (MM; Chingezi: UN) chenzvimbo dzenzvimbo, nyika shanu dzinoumba Chamhembe che Afurika:

  • Vutswana
  • Eswatini (Swazilendi)
  • Resutu
  • Namibhiya
  • Afurika Chamhembe

Mubatanidzwa weTsika dzeChamhembe cheAfurika (MTCA), vakaisika muna1969, inosanganisa masteti mashanu mu zasi-rijoni reMM muChamhembe cheAfurika.

Mamembha eSBCA[chinja | edit source]

Sangano reBudiriro kuAfurika ye Chamhembe (SBAC; kuChingezi: SADC) rakagadzirwa muna1980 ku fesiliteta kowoperesheni murijoni. Inosanganisa: