Rudhende rwe Vukongo (kureva Republic of the Kongo) inyika iri muAfurika. Gutaguru reKongo rinonzi Bhurazavhiri. Kuti isayaniswe ne imwe Kongo inonzi Utemabanze we Rudhende rwe Vukongo iyi inonzi Kongo-Bhurazavhiri kana Bhurazakongo kana kungoti Kongo bedzi.
Vanhu vekuKongo vanonzi Vakongo, uye munhu mumwechete anonzi Mukongo/Mkongo kana munhu akadakunyatso zivisa Kongo iri kurevwa vangati Vabhurazakongo uye Mubhurazakongo.