Chewa
Jump to navigation
Jump to search
Chichewa (kana [[Chewa is also similar to Nyanja with some variations ) rurimi rwunotaurwa munyika dzinoti: Malawi; Zambia, Mozambique neZimbabwe. Mutauro uyu wakapararira munyika dzeSADC nokuda kwevanhu vakatamira munyika idzi vachitsvaga mabasa, vari vashandi vakabva kuMalawi neZambia.
Mazwi Anotodzana neShona[chinja | edit source]
Chichewa chine mazwi mazhinji anotodzana neChiShona nemamwe akafanana zvachose.
- Izwi rokuti fanana (to resemble; to be similar) ndiro rimwe kuChiChewa neShona.
- Izwi rokuti gombe (edge of a river or lake) ndiro rimwe kuChichewa neShona.
- Izwi rokuti imbvi (white hair) rinotaurwa mururimi rweChewa richireva imvi.
- VaChewa vanoti bambo (father, master, sir), kureva baba kana tenzi.
- VaChewa vanoti mpini (handle of hoe or axe), kureva mupini.
- VaChewa vanoti chimbudzi/chimbwaya (pit latrine), kureva chimbuzi.
- Mbale (brother or sister - same sex; same sex sibling).
- VaChewa vanoti bere(pronounced, vere) (breast), kureva zamu.
- VaChewa vanoti bereka (to bear; to have a child; to carry baby on back), kureva kubereka.
- VaChewa vanoti boola (to pierce; drill a hole through), kureva kuboora.
- VaChewa vanoti vuma(pronounced, vhuma) (to give consent; give assent; take up a chorus), kureva kubvuma.
- VaChewa vanoti bvunda kana vunda (rotten), kureva kuwunda.
- VaChewa vanoti vundula (stir up), kureva kubvundura kana kubvondora.
- VaChewa vanoti bwato (boat), kureva bwato.
- VaChewa vanoti chala (toe, finger), kureva chigunwe.
- VaChewa vanoti taya (to lose, throw away), kureva kutaya kana kurasa. Kutayika (to e lost; lose one's way).
- VaChewa vanoti tate kana atate (father), kureva baba.
- VaChewa vanoti chaulere (freely given; gift), kureva chouerere.
- VaChewa vanoti chembere (old woman; a married woman with children), kureva chembere.
- VaChewa vanoti chidindo (stamp, seal or date stamp), kureva chidhindo.
- VaChewa vanoti chibayo (pneumonia; pleurisy), kureva mabayo.
- VaChewa vanoti chilombo (a dangerous animal; a wild animal), kureva chirombo.
- VaChewa vanoti chilimwe (the dry season), kureva chirimo.
- VaChewa vanoti diso kana maso (eye; eyes), kureva ziso.
- VaChewa vanoti dondo (thick bush), kureva dondo.
- VaChewa vanoti duwa kana maluwa (flower), kureva ruva.
- VaChewa vanoti dya (to eat), kureva kudya.
- VaChewa vanoti dzala (to be full), kureva kuzara.
- VaChewa vanoti dziko (country or territory of a chief), kureva nyika yaShe.
- Izwi rokuti chalalo rinoreva nyika sekuti nyika yeZimbabwe.
- VaChewa vanoti dzimbiri (rust; green mould on copper etc), kureva ngura.
- VaChewa vanoti dziwe (pool on a river), kureva dziva.
- VaChewa vanoti zuro (yesterday), kureva nezuro.
- VaChewa vanoti dzino(meno) (tooth), kureva zino.
- VaChewa vanoti dzuwa (sun), kureva zuva.
- VaChewa vanoti kufika (to arrive; to reach), kureva kusvika. Kufikira (until) ndiko kuti kusvikira.
- VaChewa vanoti fulatira (to turn back on), kureva kufuratira.
- VaChewa vanoti fula (to forge as a blacksmith), kureva kupfura semhizha.
- VaChewa vanoti fupi (short; near), kureva pfupi.
- VaChewa vanoti futsa(mufutse) (to parboil vegetables, then dry them in the sun for future use), kureva kufusha.
- VaChewa vanoti guwa (a shelf made of clay in the house), kureva huva kana chikuva.
- VaChewa vanoti linganika (to be equal), kureva kuenzana.
Mamwe Mazwi[chinja | edit source]
- VaChewa vanoti chikwati (wedding), kureva muchato. Zvichida zita rokuti Mukwati rinotodzana nezwi iri?
- VaChewa vanoti chimanga (maize or corn), kureva chibage.
- VaChewa vanoti chimbala (cold left-over sadza), kureva munya kana muradzwa.
- VaChewa vanoti basi (that's all; it's enough), kureva kuti zvakwana.
- VaChewa vanoti chepa (to be too few, to be diminished; little). Kuchepetsa (cause to be small or diminished).
- VaChewa vanoti chikondi (love), kureva rudo.
- VaChewa vanoti fisi (hyena), kureva bere.
- VaChewa vanoti fota (wither as flowers or leaves), kureva kuwuna.
- VaChewa vanoti fotokoza (explain), kureva kutsanangura.
- VaChewa vanoti fuko (people), kureva vanhu.
- VaChewa vanoti gowero (boys's house or dormitory), kureva gota.
- VaChewa vanoti gwero (a source, beginning of a river or stream), kureva panotangira rwizi.
- VaChewa vanoti gwira (to grasp; to hold; to catch). Gwira nchito - to work.
- VaChewa vanoti Mlezi kana Leza (God), kureva Mwari.