Chibuja

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chibuja, Chibudya kana Chibudja mutauronyina we Chikorekore uri muchikamu chikuru chemhuri ye mitauro ye Chishona unowanikwa muZimbabwe, kwa Mutoko.

Mashoko e Chibudja[chinja | edit source]

Chibuja Chishona cheUhofisi Chikaranga
bvembe nwiwa, mwiwa Vise
Hukurutombo Gwavava Gwavava

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Nyakyusa inoti buja (v. return) kureva kudzoka.