ChiKorekore

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

ChiKorekore mutauronyina weShona unowanikwa kumusoro kweZimbabwe kumatunhu anosanganisira Mount Darwin, Guruve, Muzarabani, Mukumbura, Hurungwe neGokwe.

Muenzaniso weMusiyano[chinja | edit source]

Mazwi aya mienzaniso yezvinganzwikwa pakutaura ChiKorekore.

ChiZezuru ChiKorekore
handina handinai
hapana hapanai
mumwe wangu mabiyangu
kusvikira Harare mupaka Harare
ndinotya ndinetya, ndinecha
ndinoda ndineda
kudenhana kunyon'orana
kuteerera kutetekera
gogoi hodhi
miromo hwabvu
Muenzaniso[chinja | edit source]

huzvweverere = emotions (Gova; mutauronyina weKorekore) musvwavembasvwi = = schemer (shungwe; mutauronyina weKorekore)

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaDigo vanoti kolekole (turkey) kureva ngarikuni.
  • MaZulu vanoti huluba (1. Destroy, 2. Act greedilv. 3. Go stealthily, steal along) kureva muparadzi.
  • MaZulu vanoti amahuluba (Voracious person or animal).