Bwana

From Wikipedia

Bwana[1] (Nge. Sir, Mr.) idumidzo reChishona rinoshandiswa kuvarume. Vamwe vanoti hwana.

Mashoko anenge Bwana, Murungu nezvimwe wo aiwanzo shandiswa kare kuvanhu vaive nechinzvimbo chikuru vachitariswa ne Vashona. Senge Varemba vainzi varungu.

Mutsika ye Chishona vanhu vakuru vanoisirwa chivakashure Va- pazita kuratidza chiremekedzo. Senge kuti VaJabulani kana VaMirai.

Mamwe mapeji ekutarisa:[chinja | edit source]

Mabviro eruzivo:[chinja | edit source]

  1. "Archive copy". Archived from the original on 2022-06-21. Retrieved 2022-06-21.