Chixhosa
Mataridziko
Chixhosa (Xho. IsiXhosa) mutauro we Chibantu unowanikwa muAfurika Chamhembe neZimbabwe. MuZimbabwe Vaxhosa vanowanikwa munzvimbo dzinoti: Mbembesi, Gwatemba, Fort Rixon, Goromonzi, Msengezi, Makwiro ne Marirangwe.
| Chixhosa | Chishona |
|---|---|
| utata | baba, tate |
| umama | amai, anyoko [chikorekore, chibuja] |
| intombazana | musikana |
| umfana | mkomana |
| umfazi | mkadzi, munhukadzi |
| indoda | murume, munhurume |
| ukutya | Kudya
|
| ibhatyi | bhachi, bhatye |
| amalwimi | mitauro |
| iliso | ziso |
| isandla | chiazha |
| ubuso | Uso, Vuso, chiso, meso |
| amazinyo | mazino |
| umlomo | muromo |
| umntwana | mwana |
| intombi | mukunda |
| unyana | mukororo, murumbwana, mwanakomana |
| umvulo | muvhuro |
| imvula | kunaya kwomvura |
| ikhepu | sinu |
| inja | imbwa |
| ngaphandle | pazhe, panze |
| ngaphantsi | kutsi, kuzasi, pasi |
| ubusika | chando |