Svetuka kuchirochemo

Teke-Tege

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuVaTege)

Teke-Tege mutauro weBantu unowanikwa munyika dzinoti: Democratic Republic of Congo, Republic of the Congo neGabon. Vanhu verudzi urwu vanonzi Bateke.

  • VaTege vanoti bugu (n. abandoned village) kureva dongo.
  • VaTeke vanoti byělè (n. breast) kureva zamu.
  • VaTege vanoti kumi (n. ten) kureva gumi.
  • VaTege vanoti ebùlù (n. whole, full, complete, undivided, integer) kureva mhumburu.
  • VaTege vanoti ebulu (n. family, relatives, house) kureva mhuri.
  • VaTege vanoti kabàlá (n. clearing with short grass) kureva chiwara.
  • VaTege vanoti Mfumu (n. Lord, chief) kureva Ishe.
  • VaTege vanoti kalíngá (n. dress, gown, robe) kureva hanzu. Ko nhahwa maringa?
  • VaTege vanoti kuna (n. pigeon). Mamwe mazwi: pii (n. blue).
  • VaTege vanoti lapfú (n. dead) kureva mufi.
  • VaTege vanoti mfaara (n. interstice, breach, space; hole, empty) - zvichida kureva pakafara.
  • VaTege vanoti mpfúlá (n. wind) kureva mhepo.
  • VaTege vanoti mpila (n. wooded savannah).
  • VaTege vanoti mvúlà (n. rain) kureva kunaya kwemvura.
  • VaTege vanoti mwǎanà (n. child, baby, kid, infant) kureva mwana.
  • VaTege vanoti ndzàlà (n. hungry; desire ) kureva nzara.
  • VaTege vanoti nyàmà (n. animal) kureva mhuka.
  • VaTege vanoti nyòní (n. bird) kureva shiri.
  • VaTege vanoti ntúmá (n. envoy) kureva nhume.
  • VaTege vanoti ngèlé (n. grudge, spite, rancour). Ko Mangere?
  • VaTege vanoti ndzìlá (n. road, street) kureva nzira.
  • VaTege vanoti otálá (n. shelf, gallery ) kureva dara.
  • VaTege vanoti oyélì (n. intelligence) kureva huchenjeri.
  • VaTege vanoti mbísá (n. table) kureva tafura. Ko Mbisva?
  • VaTege vanoti mbíbá (n. grasscutter; hedgehog).
  • VaTege vanoti kabyele (n. disease, ailment, malady, sickness) kureva chirwere.
  • VaTege vanoti fùngúlà (n. key) kureva kiyi. Mamwe mazwi: ubviira (to render).
  • VaTeke vanoti ndzoo (elephant) kureva nzou.
  • VaTeke vanoti odza (food) kureva chidyo.
  • VaTeke vanoti okila (n. tail) kureva muskwe.
  • VaTeke vanoti lelemi (tongue) kureva rurimi.
  • VaTeke vanoti majicokana dzǐirì (eyes) kureva maziso. Mamwe mazwi: dziina (tooth) kureva zino.
  • VaTeke vanoti mugunda (field) kureva munda.
  • VaTeke vanoti ng'ombe (cow) kureva mombe.
  • VaTeke vanoti lentulu (chest) kureva chipfuva kana matunduru.
  • VaTeke vanoti lendzu (groundnut) kureva nzungu.
  • VaTeke vanoti mbva kana ambva (n. dog) kureva imbwa.
  • VaTeke vanoti -bi (bad) kureva chivi.
  • VaTeke vanoti mbvubi (hippopotamus) kureva mvuu.
  • VaTeke vanoti impfiri (sorcery) kureva huroyi.
  • VaTeke vanoti ngandu (crocodile) kureva garwe. Mamwe mazwi: ngandu (friend) kureva shamwari.
  • VaTeke vanoti ulila (to cry) kureva kuchema. Mamwe mazwi: uya (to come) kureva [[kuuya]
  • VaTeke vanoti mbvi (grey hair) kureva imvi. Mamwe mazwi: upfi (short) kureva pfupi.
  • VaTeke vanoti itsi (tree stump) kureva chitsa.
  • VaTeke vanoti yulu (sky, above) kureva kuuzuru kana kudenga.
  • VaTege vanoti mbàlà (n. secret).
  • VaTege vanoti otsèré (n. diabetes).
  • VaTege vanoti kasi (n. nation) kureva rudzi.
  • VaTege vanoti dzandza (n. work) kureva basa.
  • VaTege vanoti dzìà (n. love) kureva rudo.
  • VaTege vanoti dzíndzá (n. ceremony) kureva mhemberero.
  • VaTege vanoti etá (n. war) kureva hondo.
  • VaTege vanoti kabìlà (n. meadow) kureva mafuro.
  • VaTege vanoti kadzùní (n. shadow, shade) kureva mumvuri.
  • VaTege vanoti kulu (n. foot) kureva tsoka.
  • VaTege vanoti lambari kana mbari (n. bamboo).
  • VaTege vanoti lankílà (n. language) kureva mutauro.
  • VaTege vanoti mbàalí kana mbàarí (n. oil) kureva mafuta.
  • VaTege vanoti sísyélé (n. truth) kureva chokwadi.
  • VaTege vanoti vùrú kana bvuru (n. day light) kureva chiedza chezuva.
  • VaTege vanoti wándá (n. héritage) kureva rifa.
  • VaTege vanoti kapàrì (n. part, partion).
  • VaTege vanoti mbali (n. tomorrow ) kureva mangwana.
  • VaTege vanoti mbárá kana mbǔgà (n. heritage; legacy, heirloom) kureva rifa.

[1] [2]

  1. https://gupea.ub.gu.se/bitstream/2077/29479/1/gupea_2077_29479_1.pdf
  2. https://www.researchgate.net/publication/324112671_Number_and_Animacy_in_the_Teke_Noun_Class_System