Mangwana
Mangwana kana hwedza (tomorrow) zvinoreva zuva rinotevera nhasi.
Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]
- Hwedza Mangwanani (Tomorrow Morning).
- Hwedza Mauro (Tomorrow Evening).
- Kuswera mangwana kana kuswera hwedza (day after tomorrow) zvichireva zuva rinotevera mangwana.