Nhume

From Wikipedia

Nhume (kureva envoy, messenger) zvinoreva munhu atumwa zvikurusei zvichitaura atumwa nemutungamiri wesangano.

  • Chironzo (1. Urgent commission, 2. An order or command) basa rakakoshesa rakatumwa kuti riitwe. Shoko iri rinotodzana nerinoti kuronza - to tell.

Mitauro ye Chibantu[chinja | edit source]

Ringai zve:[chinja | edit source]