Mhemberero

Kubva Wikipedia

Mhemberero (Celebration) zvinoreva nguva inowungana vanhu kana kucherechedzwa nevanhu vachifarira chiitiko chiri kurangarirwa chakaitika munhoroondo yavo kana chinhu chavanokoshesa chiri kuitika panguva iyoyo.

Mhemberero dzinotevedzwa nevanhu dzinosanganisira: zuva rekuzvarwa; muchato; zuva rekuvambwa kwenyika; zuva remagamba; Christmas; Goredzwa nezvimwewo.