Rudo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Mufananidzo weLock remoyo
Chikamu chakateedzana
Rudo
Mhando dzeRudo
Chidakadako[1] - Batano - Moyo wakapunzwa - Rudo rwe ngoni - Rudo rwe wanano - Rudo rwakaremekedzwa (Runyengedzero) - Kuwira murudo - Hushamwari (Hushamwari husina rudo) - Kushamwaridzana - Upedyo - Limerence - Love addiction - Rudo pakutanga kuonana - Rudo muutatu - Kurwara nerudo - Lovestruck - Obsessive love - Shungu - Rudo rusina bonde - Puppy love/crush - Relationship - Kudanana - Kuzvida - Rudo rusingadzokwi - Rudo rurizvachose -
'Mutsika dzeVanhu
Chigiriki (Mashoko eRudo - Agape - Rudo rweShungu (eros) - Vhiri reMavara eRudo 'ludus'; 'mania'; 'pragma - Kuzvida (philautia) - Rudo rukurukuru (philia) - Ruvimbo (philos) - Rudo rweMhuri (storge) - Rudo kuva Vakidzani (xenia)) - Indiya (Kama - Bhakti - Maitrī) - Isiramu (Ishq) - Majudha (chesed) - Ratini (amore, charity)
Zvimwe
Vhiri reMavara eRudo - Rudo muRuambamhenyu - Tsamba yeRudo - Mashiripiti eRudo - Valentine's Day - Uzivi - Rudaviro neZverudo (Madzishe eRudo) - Mere-exposure effect - Similarity - Mataridziko emunhu - Triangular theory of love
v t e
Chikamu chechakateedzana
Manzwiro
Rubvumiro - Chidakadako - Amusement - Hasha - Angst - Anguish - Kusvotwa - Anticipation - Anxiety - Apathy - Arousal - Awe - Kubhohwekana - Confidence - Contempt - Contentment - Ushingi - Kuda kuzivisa - Depression - Chipango - Disappointment - Disgust - Kusavimba - Doubt - Ecstasy - Kunyadziswa - Empathy - Enthusiasm - Shanje - Euphoria - Kutemba - Kutya - Frustration - Gratification - Rutendo - Kukara - Grief - Mhosva - Mufaro - Ruvengo - Tariro - Horror - Hostility - Kunyadziswa - Interest - Godo - Rufaro - Mutsa - Kusurukirwa - Rudo - Lust - Nostalgia - Outrage - Panic - Shungu - Tsitsi -Pleasure - Dada - Kuviruka[2] - Kudemba[3] - Rejection - Remorse - Resentment - Sadness - Kuzvinzwira tsitsi - Shame - Shock - Kunyara - Social - connection - Sorrow - Suffering - Surprise - Ruvimbo - Wonder - Kunetseka
v t e
Murume neMukadzi vanoratidzika kuva murudo
Shamwari

Rudo (ku Chingezi: love) zvinoreva hukama hwakakomba pakati pavanhu vanochengana, vanonzwirana nyasha, vanoyanana, vanofambidzana, vanodyidzana uye vanoremekedzana.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Madanha (1. Longing. 2. Affectionate admiration, loyalty. 3. Ambition; desire to excel).
  • Kupengesana (to love each other a lot) kudanana zvakanyanyisa.

Zvirevo[chinja | edit source]

  • Chipitipiti chakazvara chimwandamwanda. Excessive intimacy breeds separation.
  • Chaikuda kana chokurambal zvinenge zvine chakwenyera. If what used to love begins to hate you, it seems something prompts it to do so.
  • Rudo rune ngondi ngeruna ani kudya ichisiyira rwana. The male baboon's love shows by eating without abandoning its young.
  • Rudo harutumi anoramba.
  • Rudo runenge ruvara runokunara. Love is like colour which fades away.

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

Izwi Mutauro Chirungu
Urukundo Kinyarwanda Love
Lilato Lozi Love, affection, charity
Kukunda Shambala To love, to like
Ulukundo Kiha love
Urukundo Kirundi love
Olwanzo Kinande love; charity
Kuanja Nyanja to love
Ubhwenzi Kiikizu mutual love, congeniality
Upendano Swahili mutual love, congeniality
Kupendesana Zigula to love each other a lot
Kuzanda Tonga love, like
Kunanga Tshiluba love
Kutemwa Tumbuka to love
Kuzola; luzolo Kikongo love; desire, like, want
Kuzola; Uzola Kimbundu love; desire, like
Rhandza, Rirhandzu Tsonga Love
Shpeendo Chimbalazi Love
Zangi Chokwe, Luvale Love
Uthando Chindebele

Chizulu; Chixhosa

love

Mabviro eruzivo[chinja | edit source]

  1. https://vashona.com/en/dictionary/en/affection
  2. https://vashona.com/en/dictionary/en/rage
  3. https://vashona.com/en/dictionary/en/regret