Mangere

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mangere izita rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti amangele (broken, precipitous place - impassably steep). Mamwe mazwi: ulungele (Broken, precipitous place; succession of broken hills or mountain).
  • MaZulu vanoti ingelengele (Steep, precipitous ascent (as in broken, hilly country) kureva kumawere kunokoromoka.
  • VaGungu vanoti lugere kana ngere pakuwanda (n. footprint, track; marks left by an animal).
  • VaRundi rokuti umwungere (shepherd) vachireva mufudzi wehwayi. Bavili vanoti bungelë (v. wisdom) kureva hungwaru.