Mhepo

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Bundesarchiv Bild 183-1990-0206-324, Berlin, Passanten im Wind.jpg

Mhepo (wind) zvinoreva kuvhuvhuta kana kufamba kwemweya watinofema uchibva panzvimbo imwe uchienda pane imwe. Mhepo inovhuvhuta ichibva kune puresha yakakwira kuenda kune puresha yakaderera.

Zvingashandiswa mhepo[chinja | edit source]

  • Kuwurutsa mbesa.
  • Kufambisa zvikepe.
  • Kukwenya magetsi.
  • Mhepo ndiyo unotakura mufunga wemvura kubva kugungwa mvura yacho ichizonaya padunhu.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Kupepera (to flutter, to wave as a flag) apa kureva kupepereka sezvinoita mureza uchipeperetswa nemhepo. Chipepera rikagova zita remunhu.