Kudya
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuChidyo)
Kudya (ku Chingezi: eating) kana kurya.
Mamwe mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mimwe mitauro ye Chishona
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chikaranga chinoti kudhla zvichienderera ne nzvimbo yavanogara muZimbabwe, asi vamwe vanongoti kudya sezvoitwa muChishona chikuru.
- Chindau chinoti kurya
- Chikorekore ne Chibuja chinoti kudja kana kuja.