Matongo
Mataridziko
Matongo (abandoned houses or homesteads) kutaura misha isisina anogaramo, vanhu vakatama kana vakapera kufa. Kana uri musha mumwe wakasiyiwa saizvozvi unonzi dongo.
- Dongo (Clay pit for pottery) kutaura gomba rinocherwa dhaga rokuumba hari.
- Dongo (Clay soil) apa kureva dhaga remunyakwe.
- Mazita ari pedyo: Chitongo, Tonga, Madongo, Katonga.
Zvirevo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Vakare vaitura chirevo chinoti - Rooranai vematongo, apa kureva kuti rooranai vanhu vakakurira mumisha yakafanana tsika nemagariro avo, iyi musha iri pedyo.
- Kunozopinda kwekaitawani kwevari avo vanogara mumhatso dzedongo: How much more those who dwell in houses of clay. (Job 4:19 Bhaibheri reChiNdau).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaIkizu vanoti ritongo (n. deserted place) kureva dongo. VaKabwa vanoti eritongo (n. deserted place) kureva dongo.
- Lenje vanoti matongo (site of abandoned village or camp, garden etc) kureva dongo kana musasa wakare.
- Zigula vanoti dongo (n. crowd; multitude). Mamwe mazwi: kudongana (v. to follow one another).
- VaNande vanoti amathongo (abandoned village; ruined dwellings) kureva dongo.
- VaTonga vanoti citongo, itongo, litongo kana matongo (deserted village) kureva dongo.
- Xilenge vanoti marumbi (an old home now abandoned) kureva dongo.
- Taabwa vanoti kiborya (n. ruin, wreck, abandoned village). Babungo vanoti tɔŋ (n. country - foreign country).
- Luganda vanoti amatongo (v. Desolate). VaYao vanoti masame (deserted village) kureva dongo.