Imvi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Kofi Annan ava neimvi

Imvi zvinoreva vhudzi jena, rinowanzoonekwa muvanhu vakuru, zvikurusei vachembera.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Baila vanoti invhi (n. grey hair) kureva imvi. VaGwere vanoti nvi (grey hair).
  • Barotse vanoti mbi (grey hair) vachireva imvi.
  • MaZulu vanoti ingwevu (n. Person with hair turning grey, one with iron-grey hair) vachireva munhu ane imvi.
  • MaZulu vanoti ubungwevu (n. greyness, grey colour) vachireva hupfumbu.