Tsoka

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Nice feet.jpg

Tsoka (feet in English) inhengo yemuviri yatinotsika nayo iri kunoperera makumbo. Sedzimwe nhengo, nhego iyi inokura pakukura kunoitawo munhu.

Tsika[chinja | edit source]

Girls heel.jpg

Tsunda (a muscle or a tendon).

Zvirevo[chinja | edit source]

  • Mutsa worutsoka, kuperekedza ziso. The food is kind (feels obliged) to accompany the eye.
  • Chitsva chiri murutsoka - kureva kuti pfungwa dzitsva nezvinhu zvitsva zvinowanikwa mukufamba kune dzimwe nzvimbo.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaTonga neBaila vanoti mukondo (foot print) kureva chindindo chetsoka - pautara mazuvaose tinongoti tsoka.
  • VaTonga vanoti tende (n. foot). VaFwe vanoti mutara kana mitara (n. footprint) kureva tsoka.
  • VaBemba vanoti lukasa (n. foot) kureva tsoka. Mamwe mazwi: makasa (n. footprint) kureva tsoka.
  • VaChewa neVaYao vanoti chindende (heel) kureva nhende.
  • VaGungu vanoti Kisinde (foot print, track, trail) kureva chidhindo chetsoka. VaNyungwe vanoti mdzayo (n. sole) kureva pasi petsoka.