Mhuka

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mhuka (Animal) zvinoreva chisikwa chinofema, chinokwanisa kufamba kubva panzvimbo.

Mienzaniso yeMhuka[chinja | edit source]


Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Zvipfuyo kana zvipfuwo (livestock; domestic and farm animal).
  • Chikara (beast of prey)
  • Ude (Place where game animals congregate).
  • Mherehwa (Piebald animal. Dark mottled animal).
  • Bvudze (very large number of animals).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Vatauri veHerero vanoti puka (to wander) kureva kudzengerera.
  • Vatauri veHerero vanoti otjipuka (wild beast; wandering or roving creature) kureva mhuka yesango.
  • Kupukaira (1. Walk about aimlessly doing nothing 2. Walk in vain, 3. Search for something in the veld).