Svetuka kuchirochemo

Lunyoro

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuVaNyoro)

Lunyoro rurimi runowanikwa munyika yeUganda uri mutauro weChiBantu unotodzana neRunyankole.

Mazwi Anotodza Shona

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaNyoro vanoti bukuru (seniority, greatness).
  • VaNyoro vanoti bumbatiro (to gather under wings as hen).
  • VaNyoro vanoti buta (a bow) vachireva uta.
  • VaNyoro vanoti buraro (bridge).
  • VaNyoro vanoti okugambira (to tell, to say).
  • VaNyoro vanoti kufundikira (to cover), kureva kupfidigira.
  • VaNyoro vanoti ifuro (froth, foam), kureva furo.
  • VaNyoro vanoti ihwa (thorn), kureva muhwa kana munzwa.
  • VaNyoro vanoti katema (a small calabash, cup).
  • VaNyoro vanoti kajangwa (a cat). Kune zita remhuri rinonzi Jangwa.
  • VaNyoro vanoti kasuku (a parrot). Kune zita remhuri rinonzi Masuku.
  • VaNyoro vanoti kanwa (mouth).
  • VaNyoro vanoti kabanja (site of a house). Zvichida izwi iri rinotodzana nokuti chivanze kana banze.
  • VaNyoro vanoti kintu (a thing) zvichireva chinhu.
  • VaNyoro vanoti rino (a tooth) zvichireva zino.
  • VaNyoro vanoti riso (an eye) zvichireva ziso.
  • VaNyoro vanoti -lemera (to be heavy, to burden) zvichireva kuremera.
  • VaNyoro vanoti -rara (to spend the night, to dwell) zvichireva kurara.
  • VaNyoro vanoti rubambo (a wooden peg used for stretching a skin) zvichireva mbambo.
  • VaNyoro vanoti -lekera (to set free) zvichireva kuregera.
  • VaNyoro vanoti -linda (to wait for, to take care of) zvichireva kurinda.
  • VaNyoro vanoti rufu (death, disease) zvichireva rufu kana chirwere.
  • VaNyoro vanoti lulimi (tongue, language) zvichireva rurimi.
  • VaNyoro vanoti rukomera (a fort).
  • VaNyoro vanoti -rwara (to be or to become ill) zvichireva kurwara.
  • VaNyoro vanoti -rwaza (cause to become ill) zvichireva kurwarisa.
  • VaNyoro vanoti rusika (an outer wall).
  • VaNyoro vanoti makara (charcoal) zvichireva marasha.
  • VaNyoro vanoti mamba (the first sign of dawn) zvichireva mambakwedza.
  • VaNyoro vanoti marumi (mother's brother) zvichireva hanzvadzi yaAmai.
  • VaNyoro vanoti muijukuru (a descendant) zvichireva muzukuru.
  • VaNyoro vanoti mukura (a conduit or trench to carry off water) zvichireva mugero.
  • VaNyoro vanoti makaro (hardened meat) zvichireva chimukuyu.
  • VaNyoro vanoti munyanya (a brother or sister of opposite sex) zvichireva hanzvadzi.
  • VaNyoro vanoti mutumbi (a corpse) zvichireva mutumbi.
  • VaNyoro vanoti ngata (pad placed under load that is carried on the head ) zvichireva hata.
  • VaNyoro vanoti njiri (the gospel) zvichireva shoko raMwari. Kune zita rinonzi Chirimunjiri.
  • VaNyoro vanoti ngambo (a dialect).
  • VaNyoro vanoti ndyanga (a skin bag).
  • VaNyoro vanoti ndiro (a basket to hold food).
  • VaNyoro vanoti mwana (child) zvichireva mwana.
  • VaNyoro vanoti mulimo (work) zvichireva murimo.
  • VaNyoro vanoti mulingo (a kind, a species) zvichireva mhando.
  • VaNyoro vanoti mulema (a lame man) zvichireva chirema.
  • VaNyoro vanoti mulinzi (a guardian, a preserver) zvichireva murindi.
  • VaNyoro vanoti muntu (a person) zvichireva munhu.
  • VaNyoro vanoti mukono (an arm) zvichireva ruwoko.
  • VaNyoro vanoti ihuli (egg) zvichireva zai.
  • VaNyoro vanoti ekyoto (fireplace) zvichireva choto.
  • VaNyoro vanoti okubanza (first - use as verb) zvichireva chekutanga.
  • VaNyoro vanoti ekyoku banza (first) zvichireva kuva wekutanga.
  • VaNyoro vanoti ibere (breast) zvichireva zamu.
  • VaNyoro vanoti tura (take off a load from a person's head) zvichireva kutura.
  • VaNyoro vanoti -temba (to ascend).
  • VaNyoro vanoti -somora (to draw a sword) zvichireva kuzvomora kana kusvomhora munondo.
  • VaNyoro vanoti -sinduka (to be uprooted) zvichireva kudzinduka.
  • VaNyoro vanoti Tata (father) zvichireva baba.
  • VaNyoro vanoti -sasauka (to come to pieces) zvichireva kusasauka. Vanobva vati kusasanura (cause to come to pieces).
  • VaNyoro vanoti -sanga (to meet, to come upon) zvichireva kusangana.
  • VaNyoro vanoti -papira (to flap wings as a fowl).
  • VaNyoro vanoti nyamusana (midday, noon) zvichireva masikati-kati.
  • VaNyoro vanoti oruganda (family, tribe) zvichireva mhuri kana rudzi.
  • VaNyoro vanoti empale (trousers, breeches).
  • VaNyoro vanoti -sirimuka (to descend).
  • VaNyoro vanoti k (a) zvichireva c.
  • VaNyoro vanoti nono (finger-nails) zvichireva near dzepamunwe.
  • VaNyoro vanoti manzi (a brave man, bravery).
  • VaNyoro vanoti -manya kana -manyire (to know, understand) zvichireva kuziva kana kunzwisisa.
  • VaNyoro vanoti mani (strength, might).
  • VaNyoro vanoti Ruhanga (God) zvichireva Mwari.
  • VaNyoro vanoti mwanya (space, room, opportunity). Zvichida zvinoenderana nokuti mukana.

[1].

  1. https://archive.org/details/anelementarylun00maddgoog/page/n104