Jerenyenje

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuJangwa)

Jerenyenje (mongoose) imhuka yemusango inowanikwa kuchamhembe kweAsia neEurope uye kuno kuAfrica. Jerenyenje rine marudzi anodarika 30 anokura kusvika 0.3-1.2m.

Jangwa zvinoreva jerenyenje rine muswe muchena.

Kudya kweJerenyenje[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Jerenyenje rinodya tupembenene; magakanje; makonye emuvhu; nyoka; huku nemakonzo. Anodyawo mazai zvakare. kunyika yeIndia jerenyenje rinozivikanwa nekugona kurwisa nokuuraya nyoka dzine huturu kunyanya rovambira.hh

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGungu vanoti jeere kana majeere pakuwanda (White-tailed mongoose) - zvichida vanoreva jerenyenje?