Furo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Flickr - cyclonebill - Juice af gulerod, ingefær, appelsin og grape.jpg

Furo (froth) rinoitika kana gasi rabatwa mukati merukanda rwemvura kana mumwe mutuvi. Furo rinoitika kana mvura yabvongodzwa zvine simba.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaKongo vanoti fululuka (to foam - as the sea) kureva kuita furo.
  • VaMambwe vanoti kufuluma (to foam, to cover with foam, to froth, to churn) kureva kuita furo. Mamwe Mazwi: kufulumila (to foam, to cover with foam, churn).
  • VaTaita vanoti ifuro (bubble) kureva furo. Zigula vanoti chifulo (n. foam) vachireva furo.
  • MaZulu vanoti pupuma (boil over; Overflow) vachireva kupupuma. Muenzaniso: iziitsha ziphuphuma utshwala (The vessels are bubbling over with beer).
  • VaYao vanoti kututuma (to bubble up as boiling water; to give out volumes of smoke) vachireva kututuma.