Murindi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Murindi kana nharirire (watchman) kureva munhu anoita basa rekurinda misha kana zvivakwa nechinangwa chekudzivirira mbavha.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaChewa vanoti muronda kana mulonda (n. guard) vachireva murindi.
  • VaGanda vanoti linda (attend) vachireva kurinda. VaGanda vanoti ulinda (to attend) vachireva kurinda.
  • MaZulu vanoti londa (v. Preserve, keep safe, put away; care for, protect) kureva kurinda. Mamwe mazwi: umlondi (One who keeps, preserver; observer - of law).
  • Baila vanoti muzembi (n. sentry) kureva murindi.