Kurinda

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kurinda (guard; watch against attack, injury, damage or any danger) apa zvichireva kuchengetedza nzvimbo wakatarisa kuti pasabiwa kana kupindwa nevasina kufanira kupindapo.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaGungu vanoti kulinda (guard; watch against attack, injury, damage or any danger) vachireva kurinda. VaDigo vanoti urindzi (protection).
  • VaGiryama vanoti m'rindzi (attendant).
  • VaTiriki vanoti khulindwa (to be protected). VaTiriki vanoti ulindwe (may you be protected - used as goodbye) kureva urindwe.
  • VaWanga vanoti omulindi (guard; warder; sentry; watcher; one who looks after). VaWanga vanoti okhulindira (await) vachireva kurindira.