Marasha
Mataridziko
Iri idombo rine mavara akasiyana zvichienderana nemhando yacho. Dombo rinowanikwa muZimbabwe ritemba remhando inonzi bitumious paChirungu. Parizvino rinocherwa kuHwange, Chiredzi ne Beitbridge pamugodhi unonzi Tuli. dombo iri sinowanikwawo kuSengwa.