Chivanze

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Ruvanze kana chivanze (yard, ground cleared of grass around house or village) apa kureva nzvimbo yakavakirwa dzimba dzemusha.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Nhambetambe inoregwa ichanaka. Playing is best stopped while it is (still) interesting.
  • Nhambetambe inoregwa ichapisa. Playing is best stopped while it is still exciting.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaZigula vanoti chiwanja (1. field; 2. plot of land).
  • VaDigo vanoti chiwanja (field, open space - not for farming) - zvichida vachireva chivanze?
  • VaLenje vanoti luansa (ground cleared of grass around house or village, open cleared space, clearing, enclosure) vachireva chivanze.
  • VaGiryama vanoti chandze kana kondze (outside) vachireva panze kana kunze.
  • VaSwahili vanoti kiwanja kana mawanja (place; open place; plot of land, field). Sokuti kiwanja cha ndege - airport. Kiwanja cha kurusha rocket - launch pad or platform.
  • VaSwahili vanoti uwanja (1. enclosed area, court(yard). 2. sport playing field, stadium.).
  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti intara (region, area) kureva dunhu kana nzvimbo.