Mhando

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti mhando (kind, sort, species, a tribe) rinoreva rudzi rwechinhu.

Tsika[chinja | edit source]

  • Mhando yemuchovha wakatengwa nasekuru inonzi Daihatsu.
  • Handizive kuti imhandoi yenyoka yakamuruma.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Barotse vanoti mufuta (n. kind, sort, type, variety) kureva mhando. VaMambwe vanoti muputa (kind, sort, character) kureva mhando.
  • VaKongo vanoti mpila (n. Sort, kind, variety, species, class, form, breed, Style, shape).
  • Baila vanoti mukombo (n. kind, species) kureva mhando kana rudzi.
  • Mang'anja vanoti mbeu za ng'ombe (kinds of cattle) kureva marudzi emombe.