Masuku

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Masuku izita rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti ilisuku kana amasuku (Day: (i) period of twenty-four hours; (ii) period of daylight.) kureva musi kana muswere wezuva.
  • MaZulu vanoti amasuku (Days, lifetime) kureva misi kana mazuva ehupenyu.
  • VaWanga vanoti omusuku (foreigner; enemy; one not of one's own clan and therefore a possible husband or wife; enemy thing e.g snake).
  • VaChewa vanoti masuku (wild fruit the msuku tree - is the size of a plum), zvichida kureva mashuku.
  • VaNyungwe vanoti masuku (n. breasts) kureva mazamu.