Kutura

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kutura kana kuturura (to put down a load; deposit) kuisa mutoro pasi.

  • Tura zviri mumoyo mako chimbo chinoimbwa kuKereke.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Vatauri vaUmbundu vanoti tula (put down, deposit) kureva kutura.
  • VaHerero vanoti kutura kana turura (to set free, to unburden, ).
  • Vatauri vaUmbundu vanoti tulula (take down) kureva kuturura.
  • Vatauri vaUmbundu vanoti tuluka (descend) kureva kuturuka.
  • Vatauri vaUmbundu vanoti tulika (put on head) kureva kutsiga pamusoro.
  • VaChewa vanoti kutula (to empty out, to put down load, perch).