Svetuka kuchirochemo

C

Kubva Wikipedia
Mabhii eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhi anoshandiswa a /C/
Mumitauro ye Chivanhu: Chindau
Cw Ringai futiG, M, N
(kureva Ch)
C̅w (kureva Chw)

C ibhii rechitatu muduramazwi. Rinonbva kuBumbiro reMabhii reChiratini, rakabva kuBumbiro reMabhii eChigiriki, uye rinoshandiswa wo mukunyora mumitauro zhinji pasirose, asi harishandiswe muChishona shona pacharo.

Kumitauro yakasiyana senge mitauro yemuAfurika rinoshandiswa sebhii rekudzvanya. KuChivanhu rinowanikwa ku Chindau ne mitauronyina ye Chikaranga.

Mashandisirwo a-C

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Chindau - n'cono, gcina
  • Chikaranga - muzvcazi, chisvcamba