Kusvomhora

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kusvomhora kana kuzvomora (unsheath, pull from sheath, withdraw; disconnect) zvinoreva kubuda kwechinhu kubvisa chinhu mune chimwe machange chakapfekerwa kana machanga chiri. Sokuti bakatwa rinosvomhoka kubva muchihara.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Lenje vanoti shotola (take, cut or pull off a piece or pieces) kureva kusvotora. VaBukusu vanoti khuusomola (v. scrape out from a narrow place, pick nose, pull out) kureva kusvomhora.
  • Luwanga inoti okhutsoma (Sheath, insert) kupfekera chinhu muchihomwe. Okhutsomola (unsheath, pull out from socket; withdraw; extricate oneself, escape) - kusvomhora.
  • Mambwe vanoti ukusomola (disconnecting, separating, disconnection). Hadiyya inoti som- (v. attach; connect; affix).
  • VaTiriki vanoti khutsomola (withdraw, extricate, pull out (from sheath or socket), unsheath) vachireva kusvomhora. Baila vanoti ku soma (to sheathe) kureva kupfekera muchihara.
  • VaNyoro vanoti -somora (to draw a sword), kusvomhora munondo. VaMambwe vanoti -somola (to pull out; draw out - e.g. a peg or a tooth) zvichireva kusvomhora.