Chinhu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chinhu kana Chiro (a thing, an entity) kureva chiripo, chinobatika kana chinooneka.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Barotse vanoti silo (n. thing, object) kureva chiro.
  • Barotse vanoti sika (n. thing, article, object).