Kunzwisisa

Kubva Wikipedia

Kunzwisisa (kureva to understand; understanding) kana kuhwisisa, zvinoreva kubata mupfungwa mashoko kana nyaya inenge yataura kana kutsanangurwa. Zvinoratidza kuti munhu anyatso nzwisisa zvataugwa nemumwe kukwanisa kudzidzisa kana kutsanangura kune mumwe zvaaudzwa kana kudzidziswa, iyi inzira yakanaka yekushandisa pakudzidzi kana mudzidzi achida kuzviyeuchidza zvaadzidza.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]