Mukana

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
  • Mukana (birth canal) zvinoreva nzira inobuda nevana pavanozvarwa naAmai.
  • Mukana (Opportunity) zvinoreva nguva yakaringana yokuita chinhu.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLuganda vanoti banga (sufficient time, space, opportunity).
  • VaLuganda vanoti bata (duck, goose).


Disambig.svg
This disambiguation page lists articles associated with the same title.
If an internal link led you here, you may wish to change the link to point directly to the intended article.