Mudiwa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mudiwa (beloved, darling, sweetheart) zvinoreva munhu waunoda. Shoko iri rinonyanyo taurwa pakati pamunhurume nemunhukadzi vanodanana.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • Vanotaura Kinyarwanda vanoti urukundo (love).
  • VaShambala vanoti kukundana (to like each other).
  • Vatauri veKiikizu vanoti ubhwenzi (mutual love, congeniality).
  • Vatauri veSwahili vanoti upendano (mutual love, congeniality).
  • Vatauri veSwahili vanoti mpenzi (lover, beloved) kureva mudiwa.
  • VaKongo vanoti zolana (n. mutual love or affection) kureva kudanana kana kushuvana.
  • VaKongo vanoti luzolo (kindly feeling, benevolence, right feeling towards, faithfulness in service or friendship; great desire, and so aim, purpose, will).
  • VaKongo vanoti nzolwa (the beloved) kureva mudiwa kana mudikani.
  • VaUmbundu vanoti ocisola (n. love) kureva rudo.