Mbishi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mbishi (not ripe; not cooked) zvinoreva chinhu chisina kubikwa kana chisina kuibva.

Mitauro yaChiBantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti bisi (fresh) rinotaurwa mururimi rweKinyarwanda. Zvichida izwi iri rinoenderana nerinoti mbishi.
  • Izwi rokuti wisi (fresh; green) rinotaurwa mururimi rweChewa.
  • Vatauri veTumbuka vanoti chiwisi (fresh).
  • Vatauri veLuwanga vanoti obuyu (adj. fresh, warm).