Bhatani

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Tarisai futi peji re Nhooroondo ye zvipfeko

bhatani re hembe

Bhatani (ku Chingezi: button) kana konobho chikopero chezvipfeko chine basa rokuti chipfeko cigare chakavharika panzvimbo inofanirwa kuvharika. Mabhatani anogadzirwa nesimbi, muti, purastiki kana zvimwewo.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]