Edu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
  • Edu (Ours - refers to a count of many things possesed by many). Sokuti - mawoko edu.
  • Chedu (ours - refers to a singular thing owned or to something not counted). Sokuti chimuti chedu kana chibage chedu.
  • Kedu (ours - plurality of owners). Sokuti - kamba kedu.
  • Zvedu (yours; your - plurality of owners). Sokuti - zvivi zvedu.
  • Pedu (ours - plurality of owners. Also locative of the thing owned). Sokuti - pamba pedu
  • Medu (ours - plurality of owners. Also refers to the inside/internal of the thing owned). Sokuti - Mumba medu
  • Wedu (ours - plurality of owners). Sokuti - mudzidzisi wedu.
  • Vedu (ours - plurality of owners). Sokuti - vana vedu.
  • Kwedu (ours - plurality of owners). Sokuti - kumba kwedu.
  • Twedu (ours - plurality of owners). Sokuti - tumba twedu.
  • Rwedu (ours - plurality of owners). Sokuti - ruware rwedu.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]