Svetuka kuchirochemo

Z

Kubva Wikipedia
Mabhii eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu V Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhiii arimuraya ra /y/
Zh Zhw
Zv (Ɀɀ) Zvw (Ɀw)
Zw
Mabhii ekudzvanya: Chikaranga
Zvc (Ɀc) Zvcw (Ɀcw)

Z (kana "z") i bhii rinobva kubumbiro remabhii eChiratini rinoshandiswa mukunyorwa mitauro zhinji pasirose richiereketwa zvakasiyana. Rinowanikwa mubumbiro remabhii eChivanhu.

Mashandisirwo anoitwa Z[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Muchirungu fonororoji ya "z" inoshandiswa kutaura mazwi ari pazasi

Mabhi eChishona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

tarisai futi Chishona, uye Bumbiro reMabhii eChishona