Demo
Demo (axe) chombo chinoshandiswa kutema miti kana matanda.
Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Sanhu kana shanhu (axe) zvinoreva demo.
- Badzademo (pick-axe) chombo chine demo nebadza pachisoro chimwechete.
Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Chinokanganwa muti asi muti wakatemwa haukanganwi.