Dunhu reMashonaland Central
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMashonaland Central)
Dunhu reMashonaland Central rimwe remazunde ari munyika yeZimbabwe. Nharaunda yezunde iri yakakura 28,347 km² uye rine hugari hwevanhu 998,265 (2002), ava vanhu vari zvikamu 8.5% zvehugari hwevanhu veZimbabwe. Guta reBindura ndiro guta guru redunhu.
Maruwa eMashonaland Central
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Zunde reMashonaland Central rakaumbwa nemabuwa manomwe anoti: