Danga
Mataridziko
Danga (flock, herd) zvinoreva chaunga chemhuka dzakadai semombe, hwayi, mbudzi, nyati, mbizi zvichingodaro.
- Chivakwa chinotenherwa mombe chinonzi danga zvakare.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Tsumo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mazita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Dangarembwa kureva kuti pamusha pane mbwa dzakawanda samare, droits kunge danga remombe.
- Dangarembizi.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaRwanda vanoti umukumbi (flock of sheep). VaNande vanoti obú̧hyô (n. the herd of animals). Noni vanoti ketaaŋ (n. fence, wall, hedge) kureva fenzi.
- VaChewa vanoti gulu kana magulu (crowd, company, herd of animals). Sokuti gulu la ankosa - danga rehwayi.
- VaNgala vanoti kotanga (to count, to read, to study) kureva kuverenga. Noni vanoti ketaaŋ ke naʼ le (n. cattle pen or paddock) kureva danga remombe.
- VaKongo vanoti ntanga (a counting, a reading) kureva kuverenga. VaKongo vanoti tanga (v. read, count, enumerate, study) kureva kuverenga.