Iye

Kubva Wikipedia

Iye (him/her) izwi rinotaura munhu ambenge achirehwa asi asiri kudomwa zita rake?

  • Iyeye (that one) izwi rinotsinhira kuti munhu adomwa ndiye anga achirehwa munhaurwa yabva kutaurwa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaHerero vanoti eye omuini (he himself) vachireva iye omene.