Mburugam

Kubva Wikipedia

Mburugam mutauro unowanikwa muCameroon. Mamwe mazita emitauro uyu ndeanoti: Isimbi, Simpi, Age, Aage, Bogue uye Esimbi.

Mazwi Anotodza Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mburugam vanoti asə (prep. deep, down) kureva pasi.
  • Mburugam vanoti andi (prep. out, outside) kureva panze.
  • Mburugam vanoti kofu (n. fat) kureva kobvu.
  • Mburugam vanoti koku (v. gather in one place). Fananidzai nokuti kukokwa?
  • Mburugam vanoti erə (n. color; complexion; image; picture in the sense of resemblance). Herero inoti ouyere (n. light) kureva chiedza.
  • Mburugam vanoti manu (n. salt) kureva munyu. Mamwe mazwi: muru (n. water).
  • Mburugam vanoti masu (n. compound) kureva chivanze. Fananidzai nokuti mhatso?
  • Mburugam vanoti uwumbu wu masu (n. pigeon. Lit. dove of home). Mamwe mazwi: uwumbu wekiri (n. dove. Lit: dove of bush)..
  • Mburugam vanoti moshi (n. farm) kureva purazi. Fananidzai nokuti musha?
  • Mburugam vanoti mubhini (n. dance) kureva kudzana. VaChewa vanoti kuvina.
  • Mburugam vanoti kitundu (n. village; tribe; town; city; country) kureva musha, rudzi, guta kana nyika. Fananidzai nokuti nhundu?
  • Mburugam vanoti kizini kana ozini pakuwanda (n. tooth) kureva zino.
  • Mburugam vanoti kizimi (n. darkness, witchcraft) kureva dima kana huroyi. Fananidzai nokuti kudzima?
  • Mburugam vanoti ukuru (n. place) kureva nzvimbo.
  • Mburugam vanoti utu (n. inheritance) kureva nhaka. Mamwe mazwi: ifu (pron. massive in size or number).
  • Mburugam vanoti koshindi (n. press). Fananidzai nokuti kutsindira.
  • Mburugam vanoti koshiri (v. remain). Fananidzai nokuti shirikadzi.
  • Mburugam vanoti kɛdi (v. look, see, examine, witness). Fananidzai nokuti idi

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mburugam vanoti chɛchi (adj. correct, right, straight, ready, direct) kureva kururama.
  • Mburugam vanoti edi (same, like, as). Mamwe mazwi: ekumu (n. barrenness).
  • Mburugam vanoti ekusu (n. distinction, glory, mane, eminence, credit, reputation).
  • Mburugam vanoti -dzu (n. pound, punch) kureva kudzvura.
  • Mburugam vanoti edumu (n. roof peak) kureva chisuvi.
  • Mburugam vanoti ezumu (n. year) kureva gore. Mamwe mazwi: iŋgashi (n. riddle) kureva chirahwe.
  • Mburugam vanoti ɛshiŋ̩gi (n. seed, grain, fruit) kureva mbeu kana muchero.
  • Mburugam vanoti indindi (n. muscle cramp) kureva chinyamunhari.
  • Mburugam vanoti indzuru (n. family) kureva mhuri.
  • Mburugam vanoti jiji (adv. slowly, gently, well done) kureva zvinyoronyoro.
  • Mburugam vanoti kachili (v. v. sharpen to a point, clarify) kureva kurodza munzi.
  • Mburugam vanoti kadzəmbərə (v. flatter, court, propose marriage.) kureva [[]].
  • Mburugam vanoti kadzəngə (v. write, draw) kureva kunyora.
  • Mburugam vanoti kanyanyi (n. mosquito) kureva umhutu.
  • Mburugam vanoti kanyi (n. chameleon) kureva rwaivhi.
  • Mburugam vanoti katsu (v. contribute) kureva kuita mudeme-mudeme.
  • Mburugam vanoti keti (n. stone; mountain) kureva dombo kana gomo.
  • Mburugam vanoti kɛyimbi (v. sing) kureva kuimba. Mamwe mazwi: oyimbi (n. song).
  • Mburugam vanoti kiwundu (n. body) kureva muviri.
  • Mburugam vanoti kitu kana koshindi (n. iron, metal, pot) kureva simbi kana poto.
  • Mburugam vanoti kohulu (v. arrange, assemble, gather, pack) kureva kuwunganidza.
  • Mburugam vanoti kozumu (v. climb; ascend) kureva kukwira. Mamwe mazwi: kokumu (v. descend).
  • Mburugam vanoti owumu (n. world) kureva pasirose..
  • Mburugam vanoti utumburu (n. relative, family, joint (as part of the body)) kureva hama kana mhuri.
  • Mburugam vanoti hini (prep. downward or slightly descending) kureva matero?
  • Mburugam vanoti kombulu (v. make lame) kureva kuremadza.
  • Mburugam vanoti kitighiri (n. stump) kureva chigutsa. Mamwe mazwi: kɛnyini (v. make, construct, do, repair).
  • Mburugam vanoti obəghərə (n. generation; layer) kureva zera. Mamwe mazwi: kɛyighiri (v. lie down).
  • Mburugam vanoti kiyindi, koghəmbərə kana kabərə (n. cover) kureva fukidzo.
  • Mburugam vanoti katsundu (v. covet) kureva kuchiva. Mamwe mazwi: kɛnyi (v. melt, disslove).
  • Mburugam vanoti kafughu (n. junction) kureva masanganzira.
  • Mburugam vanoti kirimbi (n. red yam) kureva yamu tsvuku.
  • Mburugam vanoti ufimbi (n. round, turn, time) kureva dzoro.
  • Mburugam vanoti kimbumu (n. ridge of water, wave) kureva saisai.
  • Mburugam vanoti kirindi (n. cement block platform, bridge).

Mavara Asiri kuShona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]