Svetuka kuchirochemo

Pasirose

Kubva Wikipedia
Pasirose.

Shoko rokuti Pasirose (World in English) rinoshandiswa kureva nyika dzose dziri pano pasi zvichisanganisira zvitsuwa, zviumbe, negungwa.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Taita vanoti msanga (earth) kana isanga lyose (the whole world). Luwanga vanoti eshialo (country, world, land) kureva nyika kana Pasirose.
  • Tumbuka vanoti charu (land, earth, field) vachireva nyika, ivhu kana munda. Lugwere vanoti kyalo (nation, world).
  • Nsenga vanoti charo (land, earth) kureva nyika kana ivhu. Lunda vanoti chalo (land, earth) vachireva nyika kana ivhu.
  • Lenje vanoti chisi (country, region, land, district, village and its neighbourhood). Kirundi kune izwi rekuti i-si (earth, world), pakuwanda zvonzi amasi.
  • Chisena vanoti dziko (land) kureva nyika. Lenje vanoti museye (earth, soil, mould, ground) kureva ivhu kana pasi.
  • Kikongo vanoti nza (the world, the earth, the globe). Kalanga vanoti shango (country; land; earth; the world) kureva nyika.