Chigutsa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chigutsa, chitsa kana chitsika (stump of a tree) zvinoreva chikamu chinosarira muvhu kana muti watemwa pamusoro.

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • Mang'anja vanoti chitsa (the stump of a tree cut down, or a projecting bit of root or wood, without leaves - it may be long or short) kureva chitsa.
  • Mururimi rweKikongo vanoti xinza inodudzwa kunzi sinza (n. stump) vachireva chigutsa.
  • Vatauri veKinande vanoti ekisiki (stump) kureva chigutsa.
  • Vatauri veKizigua vanoti siki (stump) kureva chigutsa.