Nzvimbo
Nzvimbo (Chingezi: location, place, area) apa kureva panhu kana kunhu. Shoko iri rinoshandiswa kureva zvinhu zvitatu, senge kana ukabvunza munhu kuti ari panzvimbo yipi, zvinoreva kuti ari ku-lokesheni, plesi uye eriya yipi. KuChindau vanoshandisa shoko rokuti ndau kureva nzvimbo.
Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Chewa inoti mbuta kana buta (place, locality). Nyungwe inoti mbuto (n. place) kureva nzvimbo. Lomwe inoti mpuro (n. place) kureva nzvimbo.
- VaWabo vanoti mburo kana miburo pakuwanda (n. place) kureva nzvimbo. VaYao vanoti liuto (space, room, a place; lair - wild animal's resting place).
- Fwe vanoti cibaka (place). Lozi vanoti sibaka (place, distance). Kinande vanoti ahandu (n. place) kureva panhu. Kikongo vanoti sika (n. place).
- MaZulu vanoti imandlo (n. place) vachireva nzvimbo. MaZulu vanoti indawo (1. Place, locality, space, room, situation, spot; 2. Appropriate limit or proper degree for any action.).
- MaZulu vanoti isikhundla (1. Situation, place; temporary abode; lair of beast; 2. Employment, situation, hillet.). Sokuti: Akusikhundla sakho lesi (This position doesn't suit you).